Nyika yakanakisa

Harare West M.U.M.C District Choir

Nyika yakanakisa ine musha kwavo
Isingazoputsiki hakuna usiku
Mwari anonyaradza hakuchina zvirwadzo
Havaverengi namakore hakuna usiku
Havaverengi nama zuva hakuna usiku

Zambara rine ndoro uyo musha kwawo
Nenzira dzendarama hakuna usiku
Mwari anonyaradza hakuchina zvirwadzo
Havaverengi namakore hakuna usiku
Havaverengi nama zuva hakuna usiku

Misiwo haipfigwi uyo musha kwawo
Nyenye ine rujeko hakuna husiku
Mwari anonyaradza hakuchina zvirwadzo
Havaverengi namakore hakuna usiku
Havaverengi nama zuva hakuna usiku

Iyo nairori zuva uyo musha kwawo
Tichafara narini hakuna husiku
Mwari vanonyaradza hakuchina zvirwadzo
Havaverengi namakore hakuna usiku
Havaverengi nama zuva hakuna usiku

Ndinoda kuendayo uyo musha kwawo
Tichafara narini hakuna husiku
Mwari vanonyaradza hakuchina zvirwadzo
Havaverengi namakore hakuna usiku
Havaverengi nama zuva hakuna usiku

Lyrics Submitted by Mem

Lyrics provided by https://damnlyrics.com/