Nzira Yangu (feat. Buhle)

Mercy

Nzira Yangu

Iyi nzira yangu Baba yakananga kudenga
Iyi nzira yangu inosvika kudenga
Asi nzira inondiremera
Baba vangu havangandirasi
X2

Lead solo verse 1
Ndiri kufamba ndirimo murwendo
Asi ndinoshaya iroro simba
Baba vangu ndisimbise
Ndinokunda kana ndinemi

Iyi nzira yangu yakananga kudenga
Iyi nzira yangu inosvika kudenga
Asi nzira yacho inondiremera
Baba vangu havangandirasi
X2

Lead solo verse 2
Nzira dzenyu dzakanaka
Dzinarwo ruvheneko
Munotungamira avo vose
Vanokutevera

Iyi nzira yangu yakananga kudenga
Iyi nzira yangu inosvika kudenga
Asi nzira yacho inondiremera
Baba vangu havangandirasi
X2

Repeat

Lyrics Submitted by Bryan Dewa

Lyrics provided by https://damnlyrics.com/