damnlyrics.com

01-Ndini ndinaye -Cindy feat Rocquie & J Breezy

Cindy-Ndini ndinaye kubvira paye mazuva ano ava munhu kwaye.....

Featuring Artist-Ndini ndinaye kubvira paye taida kuvhara mazuva aye...

Cindy-Ndini ndinaye mazuva ano akato tsiga tsiga kwazvo..

Featuring Artist-Ndini ndinaye kubvira kare ndakaka tsigisa i know..

{Verse1}

Cindy-Ndakavawudza tete kuti ndanga ndinewe vakandishaya chete-ee ooh ooh ohh ohh ohhhh

Featuring-Last week ndakataura natsano second born mumba maAmai vako hanzi baba vari kusharpener makano hanz atide dread anemsambo..

i quit guys pedzisai its tym consumin

Lyrics Submitted by King-Koosa

Enjoy the lyrics !!!