damnlyrics.com

Bhachura (Official Video) ft.

ExQ bhachura ft Ammara Brown

I’m loving her but she is busy loving someone else (Come one girl ..ok)

Zvirinane kumbogara ndega

(What’s going on)

No!!

No!!

No!!

Even before before..

iye she knows ..she knows

kuti

handidi anotamba nemoyo

wangu

Handidi anotamba ne

Moyo

wangu

saka zvirinani ndiite bhachura

bhachura, ndisati ndaita mashura

mashura

saka zvirinani ndiite bhachura

bhachura, ndisati ndaita mashura

mashura

Zvirinani ndibike ndega, ndikange ndega,

Ndiaine ngega, kusvikira ndawana munhu anondida, ndiwache ndega, ndirare ndega, kuenda out ndega, kusvikira ndawana munhu anelove coz zviripointless ryt nw

ndicommite ryt nw coz hausati wakusettler cox uchinemafeelings nemoyo wekugambler

kana uchida kuita musikana wepatown dnt think u ready kupfekedzwa gown, from down town to up town paita mazirudo

Shut down

Even Before, iye zvino, kut handidi anotamba nemoyo wangu,

Saka zvirinani ndiite bachura ndisati ndaita mashura, mashura, zvirinane ndiite bachura, bachura, ndisati ndaita mashura, mashura

Ammara Verse

Your *** has got you caught

Thought you had me with your sweet ***

Let me tell you I saw all the photos

** You cheated on me You cheated on me

Stop stuttering you got caught

Now I’m happy to lose your ***

Boy I told you it would be pronto

If you cheated on me …you cheated on me

*** for you

ghetto flame for you

Ghetto loving you

No!!

No!!

No!!

Even Before, before…iye he knows .. he knows , kuti handidi anotamba nemoyo wangu,

handidi anotamba nemoyo wangu

Saka zvirinani uite bachura ndisati ndaita mashura, mashura,

zvirinani uite bachura ndisati ndaita mashura

Even before before..

iye zvino, zvino

kuti

handidi anotamba nemoyo

wangu

Handidi anotamba ne

Moyo

wangu

saka zvirinane ndiite bhachura

bhachura, ndisati ndaita mashura

mashura

Watch: ExQ – Bhachura ft Ammara Brown

Lyrics Submitted by nikkie sabu jnr

Enjoy the lyrics !!!