damnlyrics.com

Ivawo Wangu

[id: sirruin]

[ar: System Tazvida]

[al: The Best Of Tazvida Irombe Wezhira Singles Collection]

[ti: Ivawo Wangu]

[length: 04:33]

[00:17.78]Ndochema dhiya iwe

[00:20.21]Kuchemera iwe

[00:21.66]Ndochema mwanasikana

[00:23.55]Ndokumbirawo rudo

[00:25.26]Ndochema dhiya iwe

[00:27.42]Kuchemera iwe

[00:28.95]Ndochema mwanasikana

[00:30.83]Ndokumbirawo rudo

[00:32.63]Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe

[00:36.24]Ndide ndidewo ugondipawo rudo

[00:39.80]Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida

[00:43.40]Ndide ndidewo ndawana wangu

[00:47.11]Ndide ndidewo achandikwenya mhezi

[00:50.82]Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo

[00:54.53]Ndide ndidewo mai Svodai muroora uyu

[00:58.29]Ndide ndidewo

[01:00.97]

[01:05.28]Kuchena kose kwandinoita

[01:07.77]Kuchenera iwe

[01:09.15]Dzimwe nguva ungandiona ugondidawo iwe

[01:12.70]Kuchena kose kwandinoita

[01:15.23]Kuchenera iwe

[01:16.44]Dzimwe nguva ungandiona ugondidawo iwe

[01:20.06]Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe

[01:23.79]Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida

[01:27.48]Ndide ndidewo ndawana wangu

[01:31.00]Ndide ndidewo achandikwenya mhezi

[01:34.69]Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo

[01:38.36]Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu

[01:42.04]Ndide ndidewo

[01:44.80]

[02:17.19]Ndochema bhebhi kuchemera iwe

[02:20.89]Ndochema bhebhi kuchemera iwe

[02:24.33]Ndakuvara bhebhi ndakuvarira mukati

[02:27.90]Ndakuvara mwana ndakuvarira mukati

[02:31.56]Ndakuvara bhebhi ndakuvarira mukati

[02:35.09]Ivawo wangu, iwe ivawo wangu

[02:38.57]Ivawo wangu, iwe ivawo wangu

[02:42.19]Ukangondida ndichabata denga

[02:45.74]Ukangondida ndichafarisisa

[02:49.10]Ukangondida ndichabata denga

[02:52.71]Ukangondida ndichafarisisa

[02:57.69]Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida

[03:01.21]Ndide ndidewo ndawana wangu

[03:04.72]Ndide ndidewo achandikwenya mhezi

[03:08.30]Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo

[03:11.83]Ndide ndidewo mai Svodai muroora uyu

[03:15.45]Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu

[03:20.12]

[03:47.50]Chiuya dhiya

[03:49.42]Chiuya lovie iwe

[03:51.12]Chiuya Chido

[03:52.65]Hoo, chiuya Barbra

[03:54.82]Chiuya dhiya

[03:56.46]Chiuya lovie iwe

[03:58.20]Chiuya Chido

[03:59.69]Hoo, chiuya Barbra

[04:01.85]Chiuya mwana

[04:03.58]Chiuya lovie iwe

[04:05.39]Chiuya Chido

[04:06.75]Hoo, chiuya Barbra

[04:08.94]Chiuya chido

[04:10.64]Chiuya lovie iwe

[04:12.54]Chiuya mwana

[04:13.94]Hoo, chiuya Barbra

[04:16.38]Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe

[04:20.04]Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu

[04:24.43]

[04:29.21]Kana ndikadiwa newe makomborero

[04:32.97]Kana ndikadiwa newe

[04:33.32]

Lyrics Submitted by Thato lee

Enjoy the lyrics !!!