damnlyrics.com

Kuna Mwari Kudenga

Kuna Mwari kudenga Kuna Mwari kudenga

Kudenga Kuna Mwari

Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Kuna Mwari kudenga Kuna Mwari kudenga

Kudenga Kuna Mwari

Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

I will lift mine eyes to the hills

From whence cometh my help

Ooh Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Zvirinane kuvimba na Mwari

Pane kuvimba nama chinda

Ooh rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Vamwe vanovimba namabhiza

Vamwe vachivimba nengoro dzavo

Ooh rubatsiro rwangu ini runobva Kuna Mwari

Vamwe vachivimba nemari yavo ka

Vamwe vachivimba nesimba ravo ka

Ini rubatsiro rwangu ini runobva Kuna Mwari

Kuna Mwari kudenga Kuna Mwari kudenga

Kudenga Kuna Mwari

Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Kuna Mwari kudenga Kuna Mwari kudenga

Kudenga Kuna Mwari

Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Hozaaaa .......

Jaivha......

Kuna Mwari kudenga Kuna Mwari kudenga

Kudenga Kuna Mwari

Rubatsiro rwangu runobva Kuna Mwari

Lyrics Submitted by Bryn Gutusa

Enjoy the lyrics !!!