damnlyrics.com

Ndinewe

nhamo ingauya

kuchema kungauya

kusuwa kungauya.

zuva ringadzima

nyeredzi dzingavata

masango asviba..

chorus

asi,

ndinewe,ndinikunda ndinokunda

narini.,narini

asi ndinewe ndinokunda ndinokunda narini...uuh uuhhh

nherera wani dzinofara

varombo wani vanofara

nherera wani dzinofara(he eh he eh)

harawa wani dzinofara,chembera wani dzinofara.,nherera wani dzinofara

chorus

hewo madzimbahwe,ndisu tauya veranda venyu shewe,

tichidzana nekuimba kwamuri,

Enjoy the lyrics !!!