damnlyrics.com

Ndiri Munana

Ndiri munana Ooh Baba ndiri munana vanondida vose ngavazive kuti ndiri munana Ndingashaya zvandinoda hongu kwechinguva chino ndingataridzika sendakundikana mufaro ndichauwana zuva richingobuda ramangwana rangu ngarizive kuti ndiri munana

Lyrics Submitted by rangariraitngwenya@gmail.com

Enjoy the lyrics !!!