damnlyrics.com

Nerunako

(INTRO)

Nerunako rwako ooo oo Hmm

Nerunako rwako ooo oo Hmm

Panguva dzakawanda ndaifunga kuti ndakapedza kuwaona maruva enyika oh no no baby

Munzvimbo dzakawanda ndakaona Mhando ne Mhando netsika netsika dzevasikana ndikafunga ndapedza haa

(CHORUS)

Achisi chiso chete baby aewa unemoyo nerunako urichipo muupenyu hwangu baby wakafanana na mummy vako vane Moyo une rudo, ini zvangu ndafadzwa nerunako rwako ooo oo ndinonyemwerera (baby ndinonyemwerera) nerunako rwako oo ndinodzikamiswa (baby wandidzikamisa)

Asi ndiani aiziva kuti kuchine anerudo sewe, ndiani aifungidzira kutikuchine akanaka sewe, tiri tese tinotadza kufamba vanhu vese vachitarisa vemakuhwa vachitadza kunyarara nyaya yacho yotonetsa

(CHORUS ×1)

Achisi chiso chete baby aewa unemoyo nerudo urichipo muupenyu hwangu baby wakafanana na mummy vako vane Moyo we rudo, ini zvangu ndafadzwa nerunako rwako ooo oo ndinonyemwerera (baby ndinonyemwerera) nerunako rwako oo ndinodzikamiswa (baby wandidzikamisa)

Apo zuva rovira ndouya kumba oo baby ndiwe wandomhanyira oo

Ndasiyana nevamwe vanozeza kumba ndiwe wanditsigisa oo uhhh uhh yeah baby yeah hnmm yii

Nerunako rwako uhh ndinonyemwerera

Nerunako rwako ndinodzikamiswa baby wandidzikamisa ×2

(BACK TO CHORUS)

Achisi chiso chete baby aewa unemoyo nerunako urichipo muupenyu hwangu baby wakafanana na mummy vako vane Moyo une rudo, ini zvangu ndafadzwa nerunako rwako ooo oo ndinonyemwerera (baby ndinonyemwerera) nerunako rwako oo ndinodzikamiswa (baby wandidzikamisa)

Lyrics Submitted by Snoo

Enjoy the lyrics !!!