damnlyrics.com

Sands Of Time - Tererai Mugwadi

Zino irema rinosekera warisingadii

Kundinyepera kuti unondida inii

Wasevera usavi hwenhamo

(asi simba, semate,hariperi)

Tsumo dimikira haringatsanangure

Zvawaireva kwandirii

Asi nhasi handichatyee

Chorus

Like sands through the hour glass

Our lives are passing us by

And time can wait for no man

So why put someone through the worst in his own life

Till the hours are well defined

Now I know and im sure

Yes I know

Im letting you go

Nguva dzose ndinorangarira

Mafaro ese awaindipa

(Ooh whyyyy)

Asi chadeuka chadeuka

Nhamo inhamo zvinonaka uchakweva mumwe

Ndangariro chete asi handichakude

Handichatya

Chorus

Like sands through the hour glass

Our lives are passing us by

And time can wait for no man

So why put someone

Through the worst in his own life

Till the hours are well defined

Now I know and im sure

Yes I know

Im letting you go

Lyrics Submitted by Catherine Ngazimbi

Enjoy the lyrics !!!