damnlyrics.com

Wasakara

Bvuma bvuma iwe

Bvuma bvuma chete

(Admit, hey admit)

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Bvuma wasakara bvuma waunyana

(Admit you have gotten old)Bvuma bvuma iwe

Bvuma bvuma chete

Bvuma wasakara bvuma waunyana

Bvuma wasakara bvuma waunyanaKuchembera Chiiko kuuchembera

Kuchembera Chiiko kuuchembera

Chii Kuchembera Chiiko kuuchembera

(What is getting old?)

Imi mai makwegura

hamucharugona machembera

makura ka musazorambaKuchembera Chiiko kuuchemberaNemi baba tarirai muone

Mwana yave mhandara

makura ka musazorambaKuchembera Chiiko kuuchembera

Kuchembera Chiiko kuuchembera

Chii Kuchembera Chiiko kuuchemberaKuchembera mucherechedzo wenguva yakareba

Kuchembera mucherechedzo wenguva yakareba

Kuchembera ndizvo-ndizvo nenguva yakareba

Kuchembera ndizvo-ndizvo nenguva yakareba

(getting old is a sign of a long time)Kuchembera Chiiko kuuchembera

Kuchembera Chiiko kuuchembera

Chii Kuchembera Chiiko kuuchembera

Imi mai makwegura

hamucharugona machembera

makura ka musazorambaKuchembera Chiiko kuuchemberaNemi baba tarirai muone

Mwana yave mhandara

makura ka musazorambaChiso kuunyana mweya imhandara

Kunze kusakara kunaShe kakomanaKuchembera Chiiko kuuchembera

Kuchembera Chiiko kuuchembera

Chii Kuchembera Chiiko kuuchemberaImi mai makwegura

hamucharugona machembera

makura ka musazorambaKuchembera Chiiko kuuchemberaNemi baba tarirai muone

Mwana yave mhandara

makura ka musazorambaKuchembera Chiiko kuuchembera

Kuchembera Chiiko kuuchembera

Chii Kuchembera Chiiko kuuchembera

Song Discussions is protected by U.S. Patent 9401941. Other patents pending.

Enjoy the lyrics !!!