damnlyrics.com

Zvachose (feat. Umsindo All Stars)

(sani)

Iwe uri wangu

Ndiwe mudiwa svuvi yangu

Mazuva ose ugere mupfungwa dzangu

Chivaraidze chehupenyu hwangu

Ndoda iwe chete...chingoswedera swedera padhuze satereree

Tri vana vadiki panyaya dzerudooo

Ooowoooowooo

Ooooooox2

(Vs sani makhalima product ayeyee)

TREVOR

kufambidzana kwangu newe vaikushora

Hanzi tiri vana vadiki munyaya

dzerudo

Hazvina mhosva kuti tiri vana vadiki

Rudo chete ndiro rwakakosha

Vangatishore vangatiseke

Asi ndiwe wandakada

Babee!hakuna mumwe hakuna kana anokwikwidza pandiri ndiwe chete hapana kana anopikisa

Ziva haungafananeka neshangu dzandopfeka

Nekuti wakakosha kunge mweya wandofema hey.. Saende kure handingakwanise kukutera

Ngirozi mumoyo mangu senyeredzi inondipenyesa

Pandinorwara undondipepa nekutiwakakosha kunge mai vekubereka babee..

Chorus

Tiri vana vadiki panyaya dzerudoooo

Ooooowoooowooo

Zvachose ndichamira neweee iwe

Ooooowoooowooo

Ngatinanaidzane ini neweeee

Ooowooowooooo

Marwadzo ndichapodza iwe iweee

Oooowooowoo

( vs sanimakhalima production ayeeyee)

Inini newe tine raramo mupenyu hune hudzamu panyaya dzerudo

Babie ini ndine humambo...goodlife tiri kurarama mondinzwa handis kukakama muviri wese

Ndaita mari ndine ndarama

kana moms yangu ini yaka kutenda

Just because babe ini ndinakupendaaa

Ganda rako rakanaka...izwi rako rakanaka..mazino ako akanaka ...maziso ako akanaka makumbo ako akanaka malips mahips akanaka zvechokwadi sthandwa Sam kunaka kwako kwakanaka

You are one in a million

Million in one..just a day ndisinewe

Ndinopinda pama1

Bata chino bata chocho hapana chinobuda

Ndicharamba ndichikuda sebasa rinyowani

You are the key to my happiness key to my success..key ine yese the real key to a better life key yakavimbika

Key isina reprica

Key ine masure naishe ndakakupuhwa

I hate vanoda kutaura nezvangu newe

Munzeve dzavo .... Hanzi tiri vana vadiki panyaya dzerudoooo

REPEAT CHORUS

UNKNOWN PASSAGE

BABE..kunyangwe tiri pwere ziva kuti rudo rwedu kamtserendende

Kunyangwe zvichinzi vanhu vanochinja nekufamba kwenguva ziva kuti rudo rwangu newe harupere

Babe....kwandobva nokuziva nhorondo yeupenyu hwangu yese unoiziva nyangwe pandotadza nepandogona unopaziva kuzot Ari makuhwa pauri ndopanosvikira hooowoo

Ndoda kuti kwauri ini ndokuda

Bvira karekare mdiwa

Vanoda kutiparadzanisa ngavambomira

Vasatombotitire mashura

Ndozviziva habambopera

Vanoshora nemakuhwa

Vakangomira Kuda kutiparadzanisa pavaona kuti rudo rwedu rwapfungaira

Saka ndati Mira ndikuudze kuti wese anouya kwauri achitaura

Zvemakuhwa zvakaora chingovasiya chete

Nerimwe zuva hehede vanondiona

babe Uri special you my number one angel ndoda kuvanewe for eternal right now x2 ndidewoo

REPEAT CHORUS

VS SANI MAKHALIMA PRODUCTION AYEYEEE

Lyrics Submitted by kellymukunga

Enjoy the lyrics !!!