Kutungamidza - Sam Mtukudzi
Page format: |
Direct link:
BB code:
Embed:
Kutungamidza Lyrics
Kutungamidza pwere dzisina njere varume tinokanganisa, kusataura zvizere kwadziri pwere tichiti dzichabudirira.
Kutungamidza mbwende dzisina njere varume tinokanganisa kani, kusaraira zvizere kwadziri pwere tichiti dzichabudirira
Lyrics Submitted by Alexander Ndebele
Enjoy the lyrics !!!