Ndiri Munana - Mai Charamba & Fishers Of Men
| Page format: |
Direct link:
BB code:
Embed:
Ndiri Munana Lyrics
Ndiri munana Ooh Baba ndiri munana vanondida vose ngavazive kuti ndiri munana Ndingashaya zvandinoda hongu kwechinguva chino ndingataridzika sendakundikana mufaro ndichauwana zuva richingobuda ramangwana rangu ngarizive kuti ndiri munana
Lyrics Submitted by [email protected]
Enjoy the lyrics !!!