Pakuwanana - Pastor Charles Charamba
| Page format: |
Pakuwanana Lyrics
Munoziveiko vana vangu ichasvika nguva yekuroora
Munoziveiko vana vangu ichakwana nguva yekuwanikwa
Nditerereiwo vana vangu we kukura kudai muchawanikwa
Nditerereiwo vana vangu we kukura kudai mucharooora
Garai pasi mutaure nashe garai pasi mutaure navo
Garai najesu mutaure naye garai pasi mutaure nayee
Ishe Jesu baba mukomana wangu baba achazondiwana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba murume wangu baba achazondiwana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba musikana wangu baba wandichazowana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba mudzimai wangu baba wandichazowana baba nditungamireiwo Ishe
Nditerereiwoo vana vangu kukura kudai muchawanana
Shedzai Jesu mutaure naye shedzai Jesu muronge naye
Ishe Jesu baba mukomana wangu baba achazondiwana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba murume wangu baba achazondiwana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba musikana wangu baba wandichazowana baba nditungamireiwo Ishe
Ishe Jesu baba mudzimai wangu baba wandichazowana baba nditungamireiwo Ishe
Ku Ijipitaka ndo kwamaireva handidi murore ikoko ko

Ku ma demon ka ndokwamaireva handidi muwanikwe ikoko ko

Ku ma demon ka ndokwamaireva handidi muwanikwe ikoko ko.
THE END .......Anold Mugabe.
Lyrics Submitted by Anold Mugabe