DamnLyrics - The center provides all the lyrics

Jesu Ndishamwari Wedu - MUMC Harare West Choir



     
Page format: Left Center Right
Direct link:
BB code:
Embed:

Jesu Ndishamwari Wedu Lyrics


Jesu ndishamwari wedu,
Mutakuri wakanaka,
Tinokomborerwa kwazvo,
Tine hama yakadai;
Kuti tichimukumbira,
Anofadzwa kupindura,
Anotipa zvakanaka,
Hatizoshayi chiro.
Kuti tine dambudziko
Kana tine rurunziro,
Hatizovi neurombo,
Tinotenda kuna Jesu;
Hatiwoni imwe hama
Yakanaka kunge iye,
Anoziva vanhu vese,
Mukumbire, anokunzwa.

Kuti tisisine simba,
Rekuita basa redu,
Jesu anotibatsira,
Anotipasimba rake;
Kana kuti takatukwa,
Tinonyararidzwa ndiye,
Jesu ndishamwari wedu,
Rudo rwake rwakanaka

Enjoy the lyrics !!!